KwaunobvaDuramazwiSshanyura

Duramazwi

shanyura

Zvinoreva

Kushanyura kudzvara mbeswa mumunda unenge wakavundukurwa, pasina kurimwazve.

1

Kushanyura kudzvara mbeswa mumunda unenge wakavundukurwa, pasina kurimwazve.

Kushanyura kudzvara mbeswa mumunda unenge wakavundukurwa, pasina kurimwazve.

Kurima-rima kukura nebadza kana kushanyura negejo panzvimbo dzakasiyana asi musina pamuri kunyatsozviita zvakanaka.

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

shapa

Kana chokudya chashapa chinenge chisisanaki kudya nokuti chinenge chagarisa.

Verenga

Swipe for the next word