KwaunobvaDuramazwiBbhidhirika

Duramazwi

bhidhirika

Zvinoreva

Kubhidhirika kurara munhu uchipinduka-pinduka zvichibva pakuti pane zviri kukunetsa zvinokutadzisa kubatwa nehope.

1

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bhigi

Kuti bhigi kutsika pasi zvine mutsindo sezvinoita mombe kana bhiza.

Verenga

Swipe for the next word