Kwaunobva/Duramazwi/N/nzwarwo
Duramazwi
Imwe nzira.
Maitakue vaitoda kudzokera naamai vavo asi vakati kwete vaifanha kusara nekuti hazvinzwarwo.
nzwika
Kugona kusvika kunzeve kana kunzwisisika kwezvinotaurwa.
nzwira
Kana munyu wanzwira muchibikwa unenge waiswa wakaringana.
nzwisa
glimpse
Swipe for the next word