Duramazwi · zita
bhokisi
artifact · coffin · chest · box
Duramazwi · zita
artifact · coffin · chest · box
Bhokisi ishiri ine mavara matema, matsvuku neshora inoti kana ichibhururuka mapapiro ayo anonzwika kuita ruzha.
Nzvimbo yakatenderedzwa nemitsetse mina inosangana pamhandiko ina.

Mari yomudeme mudeme ndiyo yakazotengesa bhokisi rechitunha.
Bhokisi mudziyo unoshandiswa kutakurira kana kuchengetera zvinhu mumba.
Bhokisi mukati menzvimbo yakatarwa iri pedyo negedhe renhabvu.

Bhokisi chivezwa chinoiswa chitunha kana chondovigwa.
Bhokisi kamukana kari mudare redzimhosva kanopinda munhu anenge achitongwa kana kuti anenge achipa umboo.
Bhokisi mukati menzvimbo yakatarwa iri pedyo negedhe renhabvu.
Takapuhwa pena nokuti akaita zvokundihaka nokumashure mubhbokisi ndava kutoda kugohwesa.
Duramazwi
01 / 03bhoko bhoko
Kuti bhoko bhoko kufamba zvishoma.
VerengaSwipe for the next word