KwaunobvaDuramazwiBbhomba

Duramazwi · zita

bhomba

bomb · bomber

Zvinoreva

Kubhomba kudonhedzera mabhambo pavanhu kana kuti nzvimbo nechinangwa chekuparadza.

Mudziyo unoputika nenzira yesimba (bomb).

1

Kana munhu akateya bhomba anenge arigadzira kuti riputike panguva yaanotara.

2

Kana munhu achinzi ari kubhomba mumwe pakutaura anenge ari kubvunza mibvunzo yakawanda inonetsa kupindura.

Baba vakabhomba mwana wavo nemibvunzo vamuwana akadhakwa pachikoro.

3

Mudziyo unoputika nenzira yesimba (bomb).

Kana munhu akateya bhomba anenge arigadzira kuti riputike panguva yaanotara.

Baba vakabhomba mwana wavo nemibvunzo vamuwana akadhakwa pachikoro.

Kubhomba kudonhedzera mabhambo pavanhu kana kuti nzvimbo nechinangwa chekuparadza.

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bhombu

Muchina wekuchovha mvura.

Verenga

Swipe for the next word