Duramazwi · zita
Zvinoreva
Bhambo chombo chehondo chinokandwa kana kugadzikwa kuti chiputike chichindoparadza pachinenge chadonhera.
1

Kuti tugu kurira kunoita pfuti, kana kuputika kunoita bhambo.
Bhambo chombo chehondo chinokandwa kana kugadzikwa kuti chiputike chichindoparadza pachinenge chadonhera.
Kana munhu achinzi ataura bhambo anenge abudisa mazwi okusvotesa mumwe achiratidza kuti haana hanya nokurwadziwa kwemunhu wacho.
2

Mamwe mazwi ane B
BDuramazwi
01 / 03bhambu
bomb
VerengaSwipe for the next word