KwaunobvaDuramazwiBbhamba

Duramazwi · zita

bhamba

bumper

-bhaunza

Zvinoreva

Kubhamba kusvetukira mudenga kwechinhu chine-nge chamborovera pasi. Bhora rino-bhamba kana rikadonhera pasi.

Bhamba ringava zisimbi kana zirabha rinoiswa kumberi neshure kwemotokari kuitira kuti isakuvara kana yabondera.

1

Kuti dindiziri kubhamba mudenga kungaita chinhu charovera pakaoma.

2

Kubhamba kufamba kwemunhu anozvida achiita zvokusvetukira.

3

Bhamba ringava zisimbi kana zirabha rinoiswa kumberi neshure kwemotokari kuitira kuti isakuvara kana yabondera.

Kubhamba kusvetukira mudenga kwechinhu chine-nge chamborovera pasi. Bhora rino-bhamba kana rikadonhera pasi.

Bhamba ringava zisimbi kana zirabha rinoiswa kumberi neshure kwemotokari kuitira kuti isakuvara kana yabondera.

Kuti dindiziri kubhamba mudenga kungaita chinhu charovera pakaoma.

Zvakafanana

-bhaunza

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bhambangu

Kuti bhambangu kurira kwengoma yakakura.

Verenga

Swipe for the next word