Duramazwi · zita
bhonasi
bonus
Duramazwi · zita
bonus
Bhonasi imari inowedzerwa mushandi nevashandirwi vachicherechedza kuti ashanda zvakanaka panguva inenge yakatarwa.

Bhonasi yedu tinobhadharwa kamwe chete pagore.
Bhonasi imari inowedzerwa mushandi nevashandirwi vachicherechedza kuti ashanda zvakanaka panguva inenge yakatarwa.
Vanhu vakapiwa mabhonasi, vanonyepedzera umbozha kwenguva diki diki.
Bhonasi muripo wakafanana nemuhoro unotambirwa nemushandi pamwedzi unopamhidzirwa vashandi kumagumo kwegore wakabatana nemuhoro wemwedzi mumwe chete.
Duramazwi
01 / 03bhonda
Kubhonda kurovera pane chimwe chinhu.
VerengaSwipe for the next word