Duramazwi03 / 03bhondandoBhondando muchero wakaita segaka asi iwo uri mukuru, unovava uye unodyiwa kana watanhwa ndokumboiswa padivi kwemazuva mazhinji.Verenga→