Duramazwi
Zvinoreva
Kukanha munhu kumurova chaizvo nezvibhakera.
Kukanha kudya sadza risina muriwo.
Kuti kanha kuratidza kushamisika zvikuru nechiitiko.

Lunchtime yakatozopedzisira yapera tichingova paya takangoti kanha kushamisika.
Paakanzwa shoko rerufu Moffat akati kanha kushamisika ii.
Pavakaona mwana azvarwa aine tumazino mukanwa, vanyamukuta vakangoti nazvo kanha.

Kanha munhu achinzi ane chiki anenge achitaura mazwi ane ukasha kana kuti okutsvinya nguva dzose.
Kuti kanha kuratidza kushamisika zvikuru nechiitiko.
Pavakaona mwana azvarwa aine tumazino mukanwa, vanyamukuta vakangoti nazvo kanha.
Lunchtime yakatozopedzisira yapera tichingova paya takangoti kanha kushamisika.
Paakanzwa shoko rerufu Moffat akati kanha kushamisika ii.
Zvakafanana
-temura · kanhama
Mamwe mazwi ane K
KDuramazwi
01 / 03kanhama
Kukanhamara.
VerengaSwipe for the next word