KwaunobvaDuramazwiKkange

Duramazwi

kange

Zvinoreva

Ichi chiitomwana chinoshandiswa pakutaura zvinhu zvatopfuura panguva inenge iri kutaurwa nezvayo nemutauri.

1

Ichi chiitomwana chinoshandiswa pakutaura zvinhu zvatopfuura panguva inenge iri kutaurwa nezvayo nemutauri.

Ndakange ndaenda kuJoni pakazozvarwa mwana uyu.

MaiTakue semunhu akange ave nemimba vaingonzwa kutsva pose pose pavanenge vari.

Tadiwa rakange rave ropa kumusana uku the same naTanaka asi Tanaka paive paruoko.

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kanha

Kukanha munhu kumurova chaizvo nezvibhakera.

Verenga

Swipe for the next word