Duramazwi
Zvinoreva
Kukangavira kuva noruvara rwuri pakati poupfumbu nokutsvukirira.
1
Kukangavira kuva noruvara rwuri pakati poupfumbu nokutsvukirira.
Kana muchero woda kuibva unoonekwa nokukangavira.
Mamwe mazwi ane K
KDuramazwi
01 / 03kangaya kangaya
Kuti kangaya kangaya kufamba uchiita sounoteta kutsika pasi.
VerengaSwipe for the next word