KwaunobvaDuramazwiKkanganya kanganya

Duramazwi

kanganya kanganya

Zvinoreva

Kuti kanganya kanganya kufamba uchienda nedivi kana kuti uchidududza kudzokera shure, zvishoma zvishoma.

1

Kuti kanganya kanganya kufamba uchienda nedivi kana kuti uchidududza kudzokera shure, zvishoma zvishoma.

Dzimwe nguva waiona zimombo regudo richifamba nedivi richiti kanganya kanganya.

Kuti kanganya kanganya kufamba komunhu anozvitatamura achiratidza kuzvida.

2

Kuti kanganya kanganya kufamba komunhu anozvitatamura achiratidza kuzvida.

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kangara

Kuti maziso kangara kuabudisa uchidzvokora kana kuratidza kuti wavhunduka.

Verenga

Swipe for the next word