KwaunobvaDuramazwiTtemura

Duramazwi

temura

-ndoka-katsa-pamhadza

Zvinoreva

Kana uchitemura unenge uchidya sadza risina usavi.

1

Kana chipfeko chichitemura chinenge chisinganyatsovhara nhengo dzomuviri zvakanaka.

2

Zvakafanana

-ndoka · -katsa · -pamhadza

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

temuza

Kutemuza kutanga wafudza mombe kuti igosisa kana woikama.

Verenga

Swipe for the next word