KwaunobvaDuramazwiTtemu

Duramazwi · zita

temu

term

Zvinoreva

Kana munhu akati sadza temu anenge aridya risina muriwo.

Nguva yakatarirwa chiitiko.

1

Temu urefu hwenguva kubva panovhurwa zvikoro kusvika pazvinovharwa.

Temu urefu hwenguva inotenderwa munhu kutungamirira nyika, bato kana sangano pasati paitwa imwe sarudzo.

2

3

4

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

temura

Kana uchitemura unenge uchidya sadza risina usavi.

Verenga

Swipe for the next word