Kwaunobva/Duramazwi/K/kanhambwe
Duramazwi · zita
Chinhambwe.
Kusunda bhasikoro kana kuenda kanhambwe kapfupi uchiperekedza mumwe.
Duramazwi
kanhi [kani]
Iri izwi rinoshandiswa pakubvunzisisa mumwe munhu.
kani
Izwi rinoshandiswa pakuratidza ruremekedzo kana kubvunza.
kanika
vachichibvutirana, mumwe ne- mumwe achida kuchitora.
Swipe for the next word