KwaunobvaDuramazwiKkanhi [kani]

Duramazwi

kanhi [kani]

Zvinoreva

Iri izwi rinoshandiswa pakubvunzisisa mumwe munhu.

1

Iri izwi rinoshandiswa pakubvunzisisa mumwe munhu.

Nhai mudiwa, asi hauchandidi kanhi kuzotsamwirira kudai?

Zvakafanana

kani

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kani

Izwi rinoshandiswa pakuratidza ruremekedzo kana kubvunza.

Verenga

Swipe for the next word