Duramazwi · zita
Zvinoreva
Bhondando muchero wakaita segaka asi iwo uri mukuru, unovava uye unodyiwa kana watanhwa ndokumboiswa padivi kwemazuva mazhinji.
1

Mubhondando muti unotanda, unobereka michero yakaita semagaka asi iyo iri mikuru uye ichivava.
Mamwe mazwi ane B
BDuramazwi
01 / 03bhondipepa
Bhondipepa imhando yebepa inowanzoshandiswa pakugadzira mabhuku nepamabasa akaita sekufotokopera mumahofisi.
VerengaSwipe for the next word