KwaunobvaDuramazwiBBhoki

Duramazwi · zita

Bhoki

Zvinoreva

Bhoki rimwe remazita anowanzopiwa imbwa hono.

Bhoki munhu anoda kuzvionesa uye anozvida zviya zvokuti vanhu vaone.

1

Bhoki yakanga yakati sonono naVaMuchazvirega vachienda kudoro.

2

Zvakafanana

jita

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bhokiseni

Bhokiseni mutambo wevanhu vaviri vanenge vachirovana nezvibhakera vakapfeka magirovhisi.

Verenga

Swipe for the next word