KwaunobvaDuramazwiBbhofora

Duramazwi

bhofora

Zvinoreva

Kubhofora kuboora chinhu chakatefeteka.

1

Kubhofora kuboora chinhu chakatefeteka.

Rega kubhofora piro iyoyo, zvinhu zvava kudhura.

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bhogo

Kuti bhogo kubika zvinhu zvokudya zvakawanda nguva imwe, kazhinji muhari imwe chete huru.

Verenga

Swipe for the next word