KwaunobvaDuramazwiBbhogo

Zvinoreva

Kuti bhogo kubika zvinhu zvokudya zvakawanda nguva imwe, kazhinji muhari imwe chete huru.

1

Kuti bhogo kuvhuna ipwa kana nzimbe.

2

Kuti bhogo kuvhuna ipwa kana nzimbe.

Zvakafanana

pagu · pebve

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bhogodza

Kubhogodza kudimura chinhu kuti chive zvimedu zvimedu.

Verenga

Swipe for the next word