KwaunobvaDuramazwiCchifuva

1

Kana munhu achifamba akasadaguka, anenge akatungamidza chifuva kana dumbu mberi.

Gosoro chirwere chinoita munhu, zvikuru kana achinzwa dzihwa, chinorwadzisa chifuva.

Kana uchitedeguka unenge uchifamba wakaisa chifuva kana dumbu mberi.

Zvine chekuita

chipfuva

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chifuzho

Chifuzho idoro rinopiwa vanhu vanobvisa chibage pachange chakafanochengeterwa vachichiisa mudura.

Verenga

Swipe for the next word