KwaunobvaDuramazwiCchiga

Duramazwi · zita

chiga

chicherechedzeso

Zvinoreva

Chinhu chinotarisirwa kana kuti chinofanira kuitwa.

1

Chinhu chinotarisirwa kana kuti chinofanira kuitwa.

Chiga chinhu chinofanira kuzokurangaridza kuita zvaunofanirwa kuita panguva inotevera.

Kumanikidzirwa kuva nechiga chokuita zvimwe zvinhu.

2

Chiga ndechose chinenge chichitarisirwa kuitwa. Takapana chiga chokutsvaka mazwi okuisa muduramazwi, saka tinovimba kuti tichawana mazhinji chose.

3

Chiga chinhu chinofanira kuzokurangaridza kuita zvaunofanirwa kuita panguva inotevera.

4

Chiga chinhu chinoshamisa zvikuru.

Zvakafanana

chicherechedzeso

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chigadzanhaka

Uyu munhu anenge achitungamirira panenge pachigarwa nhaka. Muzukuru mukuru ndiye anowanzoita chigadzanhaka.

Verenga

Swipe for the next word