Duramazwi · zita
Zvinoreva
Juti ibasa rinopiwa munhu panguva yaanenge akatarirwa kuti asevenze. Zvinonetsa kumuona nokuti achangopinda mujuti izvozvi.
Juti mutero unobhadhariswa munhu pamuganhu wenyika kana achipinda nemidziyo yaatenga kumwewo.

Mamwe mazwi ane J
JDuramazwi
01 / 03juzi
jersey
VerengaSwipe for the next word