Duramazwi
Zvinoreva
Kana munhu achijuruja majuru anenge achipinza zvakaita kashamhu kana tsanga kana tsarapu mumwena kuti akarume, ozodhonzera kunze achiapurura.
1
Kana munhu achijuruja majuru anenge achipinza zvakaita kashamhu kana tsanga kana tsarapu mumwena kuti akarume, ozodhonzera kunze achiapurura.
Mbuya vaMuchigere vakadukuta mukujuruja majuru.
Churu idutu remavhu rinoitwa pasi namajuru achigadzira musha wawo. Mbuya vajuruja majuru pachuru.
Mamwe mazwi ane J
JDuramazwi
01 / 03jurura
Kujurura kuvhura chinhu chakaita semusuo.
VerengaSwipe for the next word