Duramazwi02 / 03jurujaKana munhu achijuruja majuru anenge achipinza zvakaita kashamhu kana tsanga kana tsarapu mumwena kuti akarume, ozodhonzera kunze achiapurura.Verenga→