Duramazwi · zita
Zvinoreva
Juri chikwata chevanhu vashoma vanosarudzwa kuti vateerere nyaya inenge yaunzwa kudare, vozoigura pakupedzisira.
1

Mamwe mazwi ane J
JDuramazwi
01 / 03jurichuri
Jurichuri kufamba kungaitwa navanhu vanenge vavhiringidzika, vachiita kunge vasisazivi kwavari kuenda.
VerengaSwipe for the next word