Duramazwi
jumha [-juma]
-futa
Duramazwi
Kuita zvisingafungidzirwi.
Kuita zvisingafungidzirwi.
Kana wajumha vanhu pane chimwe chinhu, unenge wakasika kuchiita, ivo vasati vazvifungira.
Masvikiro aakaita anga ari _ekutijumha chaizvo takarivara zvedu_.
Kana wajumha munhu pakurwa, unenge watanga kumurova iye asingafungiri.
Kana munhu ajumha bvunzo anenge adzigona chero zvazvo aisimbokonewa kakawanda.
-futa
Duramazwi
01 / 03junga
Kujunga kubaya nechinhu chinenge chakatesvera.
VerengaSwipe for the next word