KwaunobvaDuramazwiJjuru

Duramazwi · zita

juru

termite

Zvinoreva

Juru kachinanairwa kakada kuita sesvosve, kane musoro mutsvuku nenyanga dzakatesva dzino-ruma, uye kanogara mumwena pachuru.

1

Juru kachinanairwa kakada kuita sesvosve, kane musoro mutsvuku nenyanga dzakatesva dzino-ruma, uye kanogara mumwena pachuru.

Tarisa uone kana oshanda majuru, Juru rose rinomhanya rakaruma kavhu.

Juru kachinanairwa kakada kuita sesvosve, kane musoro mutsvuku nenyanga dzakatesva dzino-ruma, uye kanogara mumwena pachuru.

Hungwe paaiwana zvokudya zvakawanda, aiburutsa zvimwe oendesa kuna Mujuru.

Zvakafanana

jenje

Mamwe mazwi ane J

J

Duramazwi

01 / 03

juruja

Kana munhu achijuruja majuru anenge achipinza zvakaita kashamhu kana tsanga kana tsarapu mumwena kuti akarume, ozodhonzera kunze achiapurura.

Verenga

Swipe for the next word