Duramazwi · zita
juzi
jersey
Duramazwi · zita
jersey
Juzi chipfeko chakarukwa neshinda, chinodziya uye chinopfekerwa kudzivirira chando.
Juzi chipfeko chakarukwa neshinda, chinodziya uye chinopfekerwa kudzivirira chando.
Kuti piringa kupesana kana kupindana kwezvinhu, sezvinoita munhu achiruka juzi.
Juzi chipfeko chakarukwa neshinda, chinodziya uye chinopfekerwa kudzivirira chando.
Bhachi ihanzu inopfekwa pamusoro pehembe kana juzi semucheno kana kuti kuvharira chando.
Duramazwi
01 / 03jwanyundo
Jwanyundo ishiri yakada kuita sechiremwaremwa asi musoro wayo wakaita sewembeva.
VerengaSwipe for the next word