Duramazwi · zita
Zvinoreva
Chikodzero chinhu chinenge chiri icho chakanaka kana kuti chakafanira kuitwa.
1

Kubikira vaenzi chikodzero chevanhu vose vanenge vashanyirwa.
Chikodzero chinhu chinenge chiri icho chakanaka kana kuti chakafanira kuitwa.
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chikofa
Chikofa panzvimbo panenge paomarara panhanga, shamba kana zvimwe zvakadaro nokuda kwekurumwa kana kukuvara.
VerengaSwipe for the next word