KwaunobvaDuramazwiKkurudyi

Duramazwi · zita

kurudyi

Zvinoreva

Kurudyi kudivi kunenge kuri kumabvazuva kana munhu akatarisa kuchamhembe.

1

Kurudyi kudivi kunenge kuri kumabvazuva kana munhu akatarisa kuchamhembe.

Mazita evatambi vako muhurukuro anofanira kuwanikwa kuruboshwe zvavanotaura zvoenda kurudyi.

Nyora kero dzako nezuva rawanyora kuruboshwe kana kurudyi.

Kero yako inogona kuenda kurudyi asi mazuva ano ruzhinji rwava kuisa kero iyi kuruboshwe saka ukafambirana nenguva hapana chakaipa.

Mamwe mazwi ane K

K

Swipe for the next word