Duramazwi01 / 03kuruboshweKuruboshwe kudivi kunenge kuri kumadokero kana munhu akatarisa kuchamhembe.Verenga→
Duramazwi02 / 03kurududuKana munhu akati kurududu anenge akagara akatsikitsira achitaridza kusuwa kukuru.Verenga→
Duramazwi03 / 03kurudyiKurudyi kudivi kunenge kuri kumabvazuva kana munhu akatarisa kuchamhembe.Verenga→