Duramazwi
Zvinoreva
Kana munhu akati kurududu anenge akagara akatsikitsira achitaridza kusuwa kukuru.
1

Kuti kurududu kuratidza kunyara pamusoro pezvaunenge waita.
2

Mamwe mazwi ane K
KDuramazwi
01 / 03kurudyi
Kurudyi kudivi kunenge kuri kumabvazuva kana munhu akatarisa kuchamhembe.
VerengaSwipe for the next word