KwaunobvaDuramazwiKkuruka

Duramazwi

kuruka

weaving

Zvinoreva

(manje) Kutsotsa.

1

(manje) Kutsotsa.

Chaunosungirwa kuita kuruka runyaya runoenderana netsananguro yezvinoreva tsumo yawapiwa.

Tinovimba kuti unokwanisa kuruka nyaya inodudzira zvinoreva tsumo iyi.

Chinodiwa chete kugona kuruka nyaya yezvakaitika kana zvomusoro wako.

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kuruku

(manje) Kuruku munhu anowana pfuma nenzira dzokunyepera vamwe.

Verenga

Swipe for the next word