Duramazwi
Zvinoreva
Kupa rumbidzo kana kukudza munhu (to praise).
1
Kupa rumbidzo kana kukudza munhu (to praise).
Kurumbidza kutaura mazwi okufarira nokuyemura mumwe munhu kana chimwe chinhu.
Mbizinyoro izita rokurumbidza mbizi rinoshandiswa nevaera Mbizi yekwaMazvimba.
Maposa izita rokurumbidza rinodaidzwa naro vanhukadzi vanoera Ngara Zimuto.
Mamwe mazwi ane K
KDuramazwi
01 / 03kurumbira
Kana munhu kana chinhu chakakurumbira chinenge chichizivikanwa munzvimbo dzakawanda uye nevanhu vakawanda.
VerengaSwipe for the next word