KwaunobvaDuramazwiKkurumidza

Duramazwi · chiito

kurumidza

hurry · imminent · be quick; fast · quick (be)

-kasika-kasikira-chimbidzachimbidzakasira

Zvinoreva

Kukurumidza kuita chinhu nenguva dikidiki.

1

Kukurumidza kuita chinhu nenguva dikidiki.

Kurumidza kubika, tidye, tiende kubhazi.

Kurumidza mwanangu, ndakakumirira iko zvino uno.

2

Kana chinhu chakurumidza chinenge chaitika nguva yachanga chichitarisirwa isati yasvika.

Gore rino mvura yakakurumidza kunaya chaizvo, kutanga muna Gumiguru chaimo.

Zvakafanana

-kasika · -kasikira · -chimbidza · chimbidza · kasira

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kurumura

Kana munhu achikurumura chibage anenge achibvisa tsanga dzechibage kubva pamuguri wadzinenge dziri.

Verenga

Swipe for the next word