KwaunobvaDuramazwiKkasira

Duramazwi

kasira

punctual · sudden

Zvinoreva

Kukwanisa kutarisa nenzira yerurama.

1

Kukwanisa kutarisa nenzira yerurama.

Chifemo kupinza nokubudisa mweya mumapapu uchi kasira sezvinowanzoitwa nomunhu anenge aneta.

Kunengaira kufamba uchikasira-kasira, wakasimudza chiuno.

Kana vanhu vachiita gambukambu pakudya vanenge vachidyira mundiro imwe chete zvinhu zvakaita seusvusvu, vachikasira-kasira.

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kasita

Kana wakasita vhoti yako pasarudzo unenge waratidza munhu waunofarira.

Verenga

Swipe for the next word