Duramazwi01 / 03kasiyanwaKasiyanwa chigunwe choruoko chiri nechokumucheto kwechanza, uye chidiki pane zvese. Munhu haanongedzwi nekasiyanwa; kumushora.Verenga→
Duramazwi02 / 03kasungazwiKasungazwi kamutsetse kanonyorwa pakati pechiito chakadzokororwa. Chiito chekuti famba-famba chakabatanidzwa nekasungazwi kari pakati.Verenga→