KwaunobvaDuramazwiKkasiyanwa

Duramazwi · zita

kasiyanwa

kamandidyarireichimwahumwani

Zvinoreva

Kasiyanwa chigunwe choruoko chiri nechokumucheto kwechanza, uye chidiki pane zvese. Munhu haanongedzwi nekasiyanwa; kumushora.

1

Iro jaha racho Tapera aingokwenya mhuno nekasiyanwa kuti Tsungai wake nhasi aizova naye zvachose.

Kukwenya mhuno nekasiyanwa ii.

Zvakafanana

kamandidyarirei · chimwahumwani

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kasungazwi

Kasungazwi kamutsetse kanonyorwa pakati pechiito chakadzokororwa. Chiito chekuti famba-famba chakabatanidzwa nekasungazwi kari pakati.

Verenga

Swipe for the next word