KwaunobvaDuramazwiKkata

Zvinoreva

Kuti kata kukwira pamusoro pechinhu chakakwirira.

Kukata chinhu kuchiisa rumwe ruvara rwakasiyana nerwachinacho.

1

Kuti kata kukwira pamusoro pechinhu chakakwirira.

Akabva ati kata padenga remba, achikwira nemanera.

Tanaka akazomuka zuva kata kwave kutangawo asi kedu Tadiwa kainge katorongeka nechekare.

Gudo rakati kata kukwira mawere v.

2

Kukata chinhu kuchiisa rumwe ruvara rwakasiyana nerwachinacho.

Mahabhurosi anogona kukata hembe yako chena iyi ikasara yatsvukuruka.

Tanaka akazomuka zuva kata kwave kutangawo asi kedu Tadiwa kainge katorongeka nechekare.

Gudo rakati kata kukwira mawere v.

Zvakafanana

karakata

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kata kata

Kuti kata kata kukwira pachinhu chiri mudengadenga.

Verenga

Swipe for the next word