KwaunobvaDuramazwiKkasungazwi

Zvinoreva

Kasungazwi kamutsetse kanonyorwa pakati pechiito chakadzokororwa. Chiito chekuti famba-famba chakabatanidzwa nekasungazwi kari pakati.

1

Zvakafanana

chisungazwi

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kasva

Kuti kasva kurembedzeka kwechinhu chisina pachakabatira kuzasi.

Verenga

Swipe for the next word