Duramazwi
Zvinoreva
Kuti kata kata kukwira pachinhu chiri mudengadenga.
1
Kuti kata kata kukwira pachinhu chiri mudengadenga.
Ukavhundutsa shoko dzinomhanya dzoti kata kata kunhengezwa dzemiti.
Kuti kata kata kukwira pachinhu chiri mudengadenga.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane K
KDuramazwi
01 / 03katabvu
Kuti katabvu kucheka zvakadzika muganda kana munyama.
VerengaSwipe for the next word