KwaunobvaDuramazwiKkasikira

Duramazwi

kasikira

Zvinoreva

Kukurumidza.

1

Kukurumidza.

Kuita chinhu gangaibveibve kuchikasikira kuchiita nguva yacho isati yakwana.

Kana ukanzi wamedza kutsenga kuchada unenge wakasikira kuita chinhu iwe usati wafunga.

Sungura ndeimwe mhando yekutsava mimhanzi, makumbo achikasikira kudzvanhuka-dzvanhuka.

Mamwe mazwi ane K

K

Swipe for the next word