Duramazwi
chimbidza
-kasika-chimbidzika
Duramazwi
Kuchimbidza kukurumidza kuita zvinhu.
Kuchimbidza kukurumidza kuita zvinhu.
Matambudziko atiri kusangana nawo anofanira kugadziriswa nekuchimbidza nyika isati yarasikirwa nechirongwa chakanaka kudai.
Kuti jubvu kunyika hembe mumvura kana kudziwacha zvine simba, uye nekuchimbidza.
Kuitika kwechinhu chakaita sekutenderera kana kumhanya nekuchimbidza.
-kasika · -chimbidzika
Duramazwi
01 / 03chimbidzika
rapid
VerengaSwipe for the next word