Duramazwi · zita
Zvinoreva
Chimbi kanhengo kanenge munzwa,kanomera nechemukati megumbo rejongwe rinenge rachembera. Jongwe rinoshandisa muromo nezvimbi zvaro kana richirwa.
Chimbichimbi.
Chimbi kanhengo kanenge munzwa,kanomera nechemukati megumbo rejongwe rinenge rachembera. Jongwe rinoshandisa muromo nezvimbi zvaro kana richirwa.
Tanaka ainge ongomira padoor riya rebedroom vanhu voita chimbi chimbi zvino.
Tanaka nekunyara semunhu aisada zvisina Basa akatanga kuwaridza chimbi chimbi kwave kufuga musoro ndokubva arara Akadaro.
Ukavaya ndepokurara panenge pangogadzirwa chimbi-chimbi, pasina kunaka.
Chimbi ibesu rehove.
Chimbichimbi.
Ukavaya ndepokurara panenge pangogadzirwa chimbi-chimbi, pasina kunaka.
Kuti bvutu kutora chinhu zvine mukundo uye nechimbi-chimbi.
Kana uchisvakuka uchibuda mumba nechimbi-chimbi.
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chimbichimbi
emergency
VerengaSwipe for the next word