KwaunobvaDuramazwiCchimbidzika

Duramazwi

chimbidzika

rapid

Zvinoreva

Kuchimbidza.

1

Kuchimbidza.

Kana munhu achiita basa akajekenyeka anenge achishanda akangwarira uye achichimbidzika.

Kuti nyn'a kuenda nokurega kudzoka, zvikuru kana wanga wakatarisirwa kuti unochimbidzika kudzoka.

Jakuchichi kubatsirana kuita basa nekuchimbidzika.

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chimbidzo- [-chimbiro-]

Ichi chivakiso chinoratidza muitiro wekukurumidza wakaitwa pakuita chimwe chinhu.

Verenga

Swipe for the next word