Duramazwi
Zvinoreva
Kana munhu achikurumura chibage anenge achibvisa tsanga dzechibage kubva pamuguri wadzinenge dziri.
Kukurumura kudzika chinhu pachinenge chiri uchichiisa pamwe.

Kurumura kumisa mwana kunwa mukaka kubva pana mai vake, kuti achirarama nechimwe chikafu.
Takamuka mangwanani tikawana mota igere pasi chaipo, mbavha dzakurumura mavhiri ese.

Pavaida kumwaya

Zvakafanana
-punungura · -tokonyora
Mamwe mazwi ane K
KDuramazwi
01 / 03kurundundika
Kukurundundika kufamba kwevanhu vakawanda vakaita chikwata.
VerengaSwipe for the next word