KwaunobvaDuramazwiBbisa

Duramazwi

bisa

Zvinoreva

Kukwanisa kubvisa chinhu panzvimbo (to remove).

1

Kukwanisa kubvisa chinhu panzvimbo (to remove).

Kana vanhu vachisakura vachizunza sora rakaita setsangadzi vanenge vachirimwaza-mwaza kubisa ivhu, kuti risasare richibata pakare.

Kukudubura kubisa chivharo pachinhu chinenge chakavharwa. Kare zvainzi murume haafaniri kukudubura hari nokuti anozomera mazamu.

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bise

Bise isora rinomera mumunda, rinokonzera kuti mbeu dzisvave.

Verenga

Swipe for the next word