KwaunobvaDuramazwiBbiriso

Duramazwi · zita

biriso

Zvinoreva

Chinhu chinoshandiswa pakuburisa doro kana hupfu.

1

Chinhu chinoshandiswa pakuburisa doro kana hupfu.

Chingwa chandakabika chafuta nekuti ndakaisa mbiriso.

Sikindo rudzi rwedoro rinobikwa nembiriso yeyi-siti, rinoibva nezuva rimwe chete.

Iyi imbiriso yakaita upfu inosanganiswa nefurawo kuti kana chingwa chobikwa chifute.

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

biriviri

Biriviri ndekwadzika kweruware, kunotedza.

Verenga

Swipe for the next word